Posts

Leonard Dembo - Ndibatsireiwo Ndanzwa

Nhai sekuru ndibatsireiwo mune zvinondinetsa muzukuru wenyu ndatambura wani nekugaro chema Nhai sekuru ndibatsireiwo mune zvinondinetsa muzukuru wenyu ndatambura wani nekugaro chema Pokugara chaipo chaipo panondinetsa mwana wenyu ndatambura nemisodzi pamatama Pokugara chaipo chaipo panondinetsa mwana wenyu ndatambura nemisodzi pamatama Imi munoramba kundibatsira mune zvinonetsa kuna Ruramai munobatsira musina kumbokumbirwa hembe chaiyo imwe chete chioma ndikupfeke inga wani ndandaidzira nemisodzi ndanzwa hembe chaiyo imwe chete chioma ndikupfeke inga wani ndandaidzira nemisodzi ndanzwa Ndokoromoka pamusoro soro pegomo varumewe huyai mundichingurewo ndanzwa Ndokoromoka pamusoro soro pegomo varumewe huyai mundichingurewo ndanzwa amainini ndibatsireiwo mune zvinondinetsa inga wani ndadaidzira nemisodzi ndanzwa amainini ndibatsireiwo mune zvinondinetsa inga wani ndadaidzira nemisodzi ndanzwa huya undinyaradze isa chiedza kwandiri ndikangokuona zvinondinet